Revhitiko 27:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Uyewo hapana munhu akanzi anofanira kuurayiwa, akatsaurwa kuti aparadzwe anogona kudzikinurwa.+ Anotofanira kuurayiwa.+ 1 Samueri 15:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jehovha akazokutuma achiti, ‘Enda unoparadza vatadzi, ivo vaAmareki.+ Varwise kusvikira wavaparadza vese.’+
29 Uyewo hapana munhu akanzi anofanira kuurayiwa, akatsaurwa kuti aparadzwe anogona kudzikinurwa.+ Anotofanira kuurayiwa.+
18 Jehovha akazokutuma achiti, ‘Enda unoparadza vatadzi, ivo vaAmareki.+ Varwise kusvikira wavaparadza vese.’+