RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 9:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “Chinzwa iwe Israeri, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde, utore nyika yemarudzi makuru uye ane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye ane masvingo anosvika kumatenga,*+

  • Dheuteronomi 9:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Saka nhasi unofanira kuziva kuti Jehovha Mwari wako achayambuka pamberi pako.+ Iye moto unoparadza, uye achavaparadza.+ Achavakunda wakatarisa kuti uvadzinge nekukurumidza uye uvaparadze, sezvawakavimbiswa naJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe