Dheuteronomi 13:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ruoko rwako harufaniri kutora chinhu changa chichifanira kuparadzwa,+ kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru, okuitira ngoni uye okunzwira tsitsi, uye oita kuti uwande, sezvaakapikira madzitateguru ako.+ Joshua 6:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Asi tambirai kure nezvinhu zvinofanira kuparadzwa,+ kuti murege kuda chero chinhu chinofanira kuparadzwa, mochitora,+ moita kuti musasa waIsraeri uparadzwe, kuburikidza nekuuunzira dambudziko.+
17 Ruoko rwako harufaniri kutora chinhu changa chichifanira kuparadzwa,+ kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru, okuitira ngoni uye okunzwira tsitsi, uye oita kuti uwande, sezvaakapikira madzitateguru ako.+
18 Asi tambirai kure nezvinhu zvinofanira kuparadzwa,+ kuti murege kuda chero chinhu chinofanira kuparadzwa, mochitora,+ moita kuti musasa waIsraeri uparadzwe, kuburikidza nekuuunzira dambudziko.+