Zvirevo 21:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kuita zvakarurama uye kutonga zvakaruramaKunofadza Jehovha kupfuura chibayiro.+ Hosiya 6:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti ndinofarira rudo rusingachinji,* kwete chibayiro,Uye ndinofarira kuziva Mwari kwete zvibayiro zvinopiswa.+ Mako 12:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 uye kumuda nemwoyo wako wese, nekunzwisisa kwako kwese, nesimba rako rese uye kuda muvakidzani wako sezvaunozviita kunokosha kupfuura mipiro yese nezvibayiro zvese zvinopiswa.”+
6 Nekuti ndinofarira rudo rusingachinji,* kwete chibayiro,Uye ndinofarira kuziva Mwari kwete zvibayiro zvinopiswa.+
33 uye kumuda nemwoyo wako wese, nekunzwisisa kwako kwese, nesimba rako rese uye kuda muvakidzani wako sezvaunozviita kunokosha kupfuura mipiro yese nezvibayiro zvese zvinopiswa.”+