1 Samueri 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Ndinozvidemba* kuti ndakaita kuti Sauro ave mambo, nekuti atsauka pakunditevera, uye haana kuita zvandakataura.”+ Samueri akarwadziwa chaizvo uye akaramba achichema kuna Jehovha usiku hwese.+
11 “Ndinozvidemba* kuti ndakaita kuti Sauro ave mambo, nekuti atsauka pakunditevera, uye haana kuita zvandakataura.”+ Samueri akarwadziwa chaizvo uye akaramba achichema kuna Jehovha usiku hwese.+