Rute 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakadzi vakanga vakavakidzana naye vakabva vamupa zita. Vakati, “Naomi aberekerwa mwanakomana,” uye vakamutumidza kuti Obhedhi.+ Ndiye baba vaJese,+ baba vaDhavhidhi. 1 Makoronike 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Bhoazi akabereka Obhedhi. Obhedhi akabereka Jese.+
17 Vakadzi vakanga vakavakidzana naye vakabva vamupa zita. Vakati, “Naomi aberekerwa mwanakomana,” uye vakamutumidza kuti Obhedhi.+ Ndiye baba vaJese,+ baba vaDhavhidhi.