Ruka 1:69 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 69 Uye atimutsira nyanga yeruponeso*+ mumba memushumiri wake Dhavhidhi,+ Mabasa 4:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Nekuti chokwadi Herodhi naPondiyo Pirato+ nevanhu vemamwe marudzi nevanhu vaIsraeri vakaungana muguta rino kuti varwe nemushumiri wenyu mutsvene Jesu, wamakazodza,+
27 Nekuti chokwadi Herodhi naPondiyo Pirato+ nevanhu vemamwe marudzi nevanhu vaIsraeri vakaungana muguta rino kuti varwe nemushumiri wenyu mutsvene Jesu, wamakazodza,+