RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 16:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Jehovha akazoti kuna Samueri: “Ucharamba uchinetseka pamusoro paSauro+ kusvikira riini ini ndamuramba kuti ave mambo weIsraeri?+ Zadza nyanga yako nemafuta+ uende. Ndichakutuma kuna Jese+ wekuBhetrehema, nekuti ndasarudza mambo pavanakomana vake.”+

  • 1 Madzimambo 1:39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Mupristi Zadhoki akabva atora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza Soromoni,+ uye vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vese vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaarambe achirarama!”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe