1 Samueri 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Kwaiva nemumwe murume wekuRamataimu-zofimu,*+ munyika ine makomo yaEfremu,+ ainzi Erikana,+ uyo aiva mwanakomana waJehoramu, mwanakomana waErihu, mwanakomana waTohu, mwanakomana waZufi, muEfremu. 1 Samueri 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Vakabva vafumomuka, vakakotama pamberi paJehovha, ndokubva vadzokera kumba kwavo kuRama.+ Erikana akarara nemudzimai wake Hana, uye Jehovha akayeuka Hana.+
1 Kwaiva nemumwe murume wekuRamataimu-zofimu,*+ munyika ine makomo yaEfremu,+ ainzi Erikana,+ uyo aiva mwanakomana waJehoramu, mwanakomana waErihu, mwanakomana waTohu, mwanakomana waZufi, muEfremu.
19 Vakabva vafumomuka, vakakotama pamberi paJehovha, ndokubva vadzokera kumba kwavo kuRama.+ Erikana akarara nemudzimai wake Hana, uye Jehovha akayeuka Hana.+