1 Samueri 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Asi Jonatani mwanakomana waSauro aida Dhavhidhi+ chaizvo, saka Jonatani akaudza Dhavhidhi kuti: “Baba vangu Sauro vari kuda kuti uurayiwe. Ndapota chenjerera mangwana mangwanani, uende kunzvimbo yakahwanda woramba wakahwanda.
2 Asi Jonatani mwanakomana waSauro aida Dhavhidhi+ chaizvo, saka Jonatani akaudza Dhavhidhi kuti: “Baba vangu Sauro vari kuda kuti uurayiwe. Ndapota chenjerera mangwana mangwanani, uende kunzvimbo yakahwanda woramba wakahwanda.