1 Samueri 30:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Dhavhidhi akabvunza Jehovha+ kuti: “Nditevere boka iri revapambi here? Ndichavabata here?” Iye akabva ati kwaari: “Vatevere, nekuti chokwadi uchavabata, uye uchanunura vanhu.”+ 2 Samueri 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Dhavhidhi akabvunza Jehovha,+ achiti: “Ndiende kunorwa nevaFiristiya here? Muchavaisa muruoko rwangu here?” Jehovha akabva ati kuna Dhavhidhi: “Enda, nekuti chokwadi ndichaisa vaFiristiya muruoko rwako.”+ Pisarema 37:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Isa nzira yako pana Jehovha;+Vimba naye, uye iye achagadzirisa zvinhu.+
8 Dhavhidhi akabvunza Jehovha+ kuti: “Nditevere boka iri revapambi here? Ndichavabata here?” Iye akabva ati kwaari: “Vatevere, nekuti chokwadi uchavabata, uye uchanunura vanhu.”+
19 Dhavhidhi akabvunza Jehovha,+ achiti: “Ndiende kunorwa nevaFiristiya here? Muchavaisa muruoko rwangu here?” Jehovha akabva ati kuna Dhavhidhi: “Enda, nekuti chokwadi ndichaisa vaFiristiya muruoko rwako.”+