1 Samueri 24:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akati kuvarume vake: “Hazvitomboiti mukuona kwaJehovha kuti ndiitire ishe wangu, muzodziwa waJehovha, zvinhu zvakadaro nekusimudza ruoko rwangu kuti ndimurwise, nekuti iye muzodziwa waJehovha.”+ 2 Samueri 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Dhavhidhi akabva ati kwariri: “Sei usina kutya kusimudza ruoko rwako kuti uuraye muzodziwa waJehovha?”+ 1 Makoronike 16:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Achiti, ‘Musabata vazodziwa vangu,Uye musaitira vaprofita vangu zvakaipa.’+ Pisarema 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha anoponesa muzodziwa wake.+ Anomupindura ari kumatenga ake matsveneNeruponeso rukuru* achishandisa ruoko rwake rwerudyi.+
6 Akati kuvarume vake: “Hazvitomboiti mukuona kwaJehovha kuti ndiitire ishe wangu, muzodziwa waJehovha, zvinhu zvakadaro nekusimudza ruoko rwangu kuti ndimurwise, nekuti iye muzodziwa waJehovha.”+
14 Dhavhidhi akabva ati kwariri: “Sei usina kutya kusimudza ruoko rwako kuti uuraye muzodziwa waJehovha?”+
6 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha anoponesa muzodziwa wake.+ Anomupindura ari kumatenga ake matsveneNeruponeso rukuru* achishandisa ruoko rwake rwerudyi.+