1 Samueri 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mumwe wevaranda vacho akati: “Ndakaona kuti mumwe mwanakomana waJese wekuBhetrehema anoridza neunyanzvi, uye murwi akashinga ane simba.+ Anotaura zvakanaka, uye ane chiso chakanaka,+ uye Jehovha anaye.”+ 2 Samueri 15:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Varanda vake vese vaaiva navo paaienda,* nevaKereti vese, nevaPereti,+ nevarume 600 vekuGati+ vakanga vamutevera kubva kuGati,+ vaipfuura nepamberi pamambo iye achivaongorora.* 2 Samueri 23:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Aya ndiwo mazita evarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba:+ Joshebhi-bhashebheti muTakemoni uyo aiva mukuru pavarwi vatatu.+ Pane imwe nguva akatora pfumo rake akauraya varume 800. 2 Samueri 23:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Abhishai+ uyo aiva mwanakomana waZeruya,+ amai vaJoabhi, aiva mutungamiriri pavamwe vatatu; akatora pfumo rake akauraya vanhu 300, uye aiva nembiri yakaita seyevatatu vaya.+ 1 Makoronike 11:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Varwi vaiva nesimba muuto vaiva Asaheri+ uyo aiva wemudumbu rimwe chete naJoabhi, Erihanani mwanakomana waDhodho wekuBhetrehema,+
18 Mumwe wevaranda vacho akati: “Ndakaona kuti mumwe mwanakomana waJese wekuBhetrehema anoridza neunyanzvi, uye murwi akashinga ane simba.+ Anotaura zvakanaka, uye ane chiso chakanaka,+ uye Jehovha anaye.”+
18 Varanda vake vese vaaiva navo paaienda,* nevaKereti vese, nevaPereti,+ nevarume 600 vekuGati+ vakanga vamutevera kubva kuGati,+ vaipfuura nepamberi pamambo iye achivaongorora.*
8 Aya ndiwo mazita evarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba:+ Joshebhi-bhashebheti muTakemoni uyo aiva mukuru pavarwi vatatu.+ Pane imwe nguva akatora pfumo rake akauraya varume 800.
18 Abhishai+ uyo aiva mwanakomana waZeruya,+ amai vaJoabhi, aiva mutungamiriri pavamwe vatatu; akatora pfumo rake akauraya vanhu 300, uye aiva nembiri yakaita seyevatatu vaya.+
26 Varwi vaiva nesimba muuto vaiva Asaheri+ uyo aiva wemudumbu rimwe chete naJoabhi, Erihanani mwanakomana waDhodho wekuBhetrehema,+