Dheuteronomi 31:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokurasiyi kana kukusiyai.”+ Joshua 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Shinga, usimbe,+ nekuti ndiwe uchaita kuti vanhu ava vagare nhaka yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndichavapa.+ 1 Makoronike 28:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Dhavhidhi akabva ati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga usimbe, utange basa. Usatya kana kuvhunduka, nekuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi kana kukusiya,+ asi achava newe kusvikira basa rese reimba yaJehovha rapera.
6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokurasiyi kana kukusiyai.”+
6 Shinga, usimbe,+ nekuti ndiwe uchaita kuti vanhu ava vagare nhaka yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndichavapa.+
20 Dhavhidhi akabva ati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga usimbe, utange basa. Usatya kana kuvhunduka, nekuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi kana kukusiya,+ asi achava newe kusvikira basa rese reimba yaJehovha rapera.