RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 9:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Mozisi naAroni vakazopinda mutende rekusanganira, vakabuda ndokukomborera vanhu.+

      Kubwinya kwaJehovha kwakabva kwaonekwa nevanhu vese,+ 24 uye moto wakabva kuna Jehovha,+ ukapisa chibayiro chinopiswa, nemafuta aiva pamusoro peatari. Vanhu vese pavakazviona, vakatanga kushevedzera, vakapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+

  • Vatongi 6:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza tsvimbo yaiva muruoko rwayo ikagunzva nyama nechingwa chisina mbiriso nekunoperera tsvimbo yacho, moto ukabva wati ngandu uchibuda padombo ukapisa nyama nechingwa chisina mbiriso.+ Ngirozi yaJehovha yakabva yanyangarika.

  • 2 Makoronike 7:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka kubva kudenga,+ ukapisa mupiro unopiswa nezvibayiro, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe