2 Samueri 7:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 kubvira pazuva randakagadza vatongi+ pavanhu vangu vaIsraeri. Uye ndichakuzorodza pavavengi vako vese.+ “‘“Uyewo Jehovha akuudza kuti Jehovha achaita kuti uve nemba.*+ 1 Makoronike 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 kubvira pazuva randakagadza vatongi pavanhu vangu vaIsraeri.+ Uye ndichakunda vavengi vako vese.+ Uyewo ndinokuudza kuti, ‘Jehovha achakuvakira imba.’*
11 kubvira pazuva randakagadza vatongi+ pavanhu vangu vaIsraeri. Uye ndichakuzorodza pavavengi vako vese.+ “‘“Uyewo Jehovha akuudza kuti Jehovha achaita kuti uve nemba.*+
10 kubvira pazuva randakagadza vatongi pavanhu vangu vaIsraeri.+ Uye ndichakunda vavengi vako vese.+ Uyewo ndinokuudza kuti, ‘Jehovha achakuvakira imba.’*