-
1 Madzimambo 1:39, 40Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
39 Mupristi Zadhoki akabva atora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza Soromoni,+ uye vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vese vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaarambe achirarama!” 40 Pashure paizvozvo, vanhu vese vakakwidza vachimutevera, vachiridza nyere uye vachipembera nemufaro mukuru, zvekuti nyika yakatsemuka neruzha rwavo.+
-