Eksodho 25:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Udza vaIsraeri kuti vandiunzire zvipo; munofanira kunditorera zvipo kumunhu wese anopa zvichibva pamwoyo.+ Eksodho 35:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Munhu wese ainzwa mwoyo wake uchida+ uye aiva nechido chekupa akabva aunza zvipo kuna Jehovha kuti zvishandiswe patende rekusanganira, pabasa rese raiitwa ipapo, uye panguo tsvene.
2 “Udza vaIsraeri kuti vandiunzire zvipo; munofanira kunditorera zvipo kumunhu wese anopa zvichibva pamwoyo.+
21 Munhu wese ainzwa mwoyo wake uchida+ uye aiva nechido chekupa akabva aunza zvipo kuna Jehovha kuti zvishandiswe patende rekusanganira, pabasa rese raiitwa ipapo, uye panguo tsvene.