2 Madzimambo 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iwe wakanzwa zvakaitwa nemadzimambo eAsiriya kunyika dzese nekudziparadza kwaakaita.+ Zvino iwe wega ndiwe unganunurwa here? 2 Madzimambo 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ari kupi mambo weHamati, mambo weApadhi, mambo wemaguta eSefavhaimu, neweHena, neIvha?’”+
11 Iwe wakanzwa zvakaitwa nemadzimambo eAsiriya kunyika dzese nekudziparadza kwaakaita.+ Zvino iwe wega ndiwe unganunurwa here?