RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 17:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Mambo weAsiriya akapinda munyika yacho yese nechisimba, uye akaenda kuSamariya, akaikomba kwemakore matatu.

  • 2 Makoronike 32:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Zvanzi naMambo Saniheribhi weAsiriya, ‘Muri kuvimba nei zvamuri kuramba muri muJerusarema iro rakakombwa?+

  • 2 Makoronike 32:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Hamuzivi here zvandakaita ini nemadzitateguru angu kumarudzi ese enyika?+ Vanamwari vemarudzi enyika dzacho vakakwanisa kununura nyika yavo muruoko rwangu here?+

  • Isaya 10:8-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Nekuti anoti,

      ‘Machinda angu ese haasi madzimambo here?+

       9 Karino+ haina kungofanana neKakemishi+ here?

      Hamati+ haina kufanana neApadhi+ here?

      Samariya+ haina kufanana neDhamasiko+ here?

      10 Ruoko rwangu rwakatora umambo hwavanamwari vasina zvavanobatsira,

      Avo vaiva nemifananidzo yakavezwa inopfuura yeJerusarema neSamariya!+

      11 Handizoitiriwo Jerusarema nezvidhori zvaro

      Sezvandakaitira Samariya navanamwari vayo vasina zvavanobatsira here?’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe