2 Madzimambo 17:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo. 2 Madzimambo 18:33, 34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Pana mwari wemamwe marudzi akambonunura nyika yake paruoko rwamambo weAsiriya here? 34 Vanamwari veHamati+ neApadhi vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu,+ Hena, neIvha vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+
24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo.
33 Pana mwari wemamwe marudzi akambonunura nyika yake paruoko rwamambo weAsiriya here? 34 Vanamwari veHamati+ neApadhi vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu,+ Hena, neIvha vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+