RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Manase akadeurawo ropa risina mhosva rakawanda chaizvo kusvikira razara muJerusarema kubva kwarinotangira kusvika kwarinoperera,+ tisingabatanidzi chivi chake chaakakonzera kuti vaJudha vaite, pavakaita zvakaipa pamberi paJehovha.

  • 2 Madzimambo 23:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, kwaakanga aitira Judha nemhaka yezvinhu zvese zvinogumbura zvakaitwa naManase achimugumbura.+

  • 2 Makoronike 33:11-13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Saka Jehovha akaunza vakuru veuto ramambo weAsiriya kuti vavarwise, uye vakabata Manase nezvekukochekeresa,* vakamusunga nezvisungo zviviri zvemumakumbo zvemhangura, vakaenda naye kuBhabhironi. 12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake. 13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe