Isaya 45:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Unganai muuye. Uyai pamwe chete, imi makapukunyuka kubva kumarudzi.+ Vaya vanofamba vakatakura mifananidzo yakavezwa havana chavanozivaUye vanonyengetera kuna mwari asingagoni kuvaponesa.+ 1 VaKorinde 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+
20 Unganai muuye. Uyai pamwe chete, imi makapukunyuka kubva kumarudzi.+ Vaya vanofamba vakatakura mifananidzo yakavezwa havana chavanozivaUye vanonyengetera kuna mwari asingagoni kuvaponesa.+
4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+