-
1 Makoronike 15:16, 17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Dhavhidhi akabva audza vakuru vevaRevhi kuti vagadze hama dzavo dzaiva vaimbi kuti dziimbe dzichifara chaizvo, pachiridzwa zviridzwa zvine tambo, neudimbwa,+ nesimbi dzinorovaniswa.+
17 Saka vaRevhi vakagadza Hemani+ mwanakomana waJoeri, uye pahama dzake vakagadza Asafi+ mwanakomana waBherekiya, uye pahama dzavo vaMerari, vakagadza Etani+ mwanakomana waKushaya.
-