Dheuteronomi 31:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+ 2 Makoronike 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+ VaHebheru 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nekutenda,”+ uye “kana akadzokera shure, handizomufariri.”*+
17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+
2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+
38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nekutenda,”+ uye “kana akadzokera shure, handizomufariri.”*+