Eksodho 25:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Makerubhi acho anofanira kunge akatarisana, akavhurira mapapiro awo maviri kumusoro,+ achivharidzira chekukwidibirisa nemapapiro awo. Zviso zvemakerubhi zvinofanira kuva zvakakotamira pachekukwidibirisa. 1 Samueri 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka vanhu vakatuma varume kuShiro, vakanotora areka yesungano yaJehovha wemauto, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFiniyasi,+ vakanga varipowo vaine areka yesungano yaMwari wechokwadi. 1 Madzimambo 6:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Muimba yemukati akagadzira makerubhi maviri+ achishandisa matanda emupaini,* rimwe nerimwe rakareba makubhiti+ 10.
20 Makerubhi acho anofanira kunge akatarisana, akavhurira mapapiro awo maviri kumusoro,+ achivharidzira chekukwidibirisa nemapapiro awo. Zviso zvemakerubhi zvinofanira kuva zvakakotamira pachekukwidibirisa.
4 Saka vanhu vakatuma varume kuShiro, vakanotora areka yesungano yaJehovha wemauto, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFiniyasi,+ vakanga varipowo vaine areka yesungano yaMwari wechokwadi.
23 Muimba yemukati akagadzira makerubhi maviri+ achishandisa matanda emupaini,* rimwe nerimwe rakareba makubhiti+ 10.