Pisarema 145:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa,+Ukuru hwake hahugoni kuongororwa.*+ 1 Timoti 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.
17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.