1 Makoronike 16:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Pamberi pake pane ukuru* nekubwinya;+Simba nemufaro zviri munzvimbo yake yaanogara.+ Pisarema 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese;Munoita kuti kukudzwa kwenyu kuve kwakakwirira kupfuura matenga chaiwo!*+
8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese;Munoita kuti kukudzwa kwenyu kuve kwakakwirira kupfuura matenga chaiwo!*+