-
1 Makoronike 28:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Zvisinei, Jehovha Mwari waIsraeri akandisarudza paimba yese yababa vangu kuti ndive mambo weIsraeri nekusingaperi,+ nekuti akasarudza Judha kuti ave mutungamiriri+ uye muimba yaJudha akasarudza imba yababa vangu,+ uye pavanakomana vababa vangu, ndini waakafarira, kuti andigadze kuva mambo weIsraeri yese.+
-