2 Makoronike 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kubva zvino maziso angu achange achiona, nzeve dzangu dzichiteerera munyengetero unopiwa panzvimbo ino.+ 2 Makoronike 16:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+ Pisarema 65:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Haiwa imi Munzwi wemunyengetero, vanhu vemarudzi ese vachauya kwamuri.+ Isaya 37:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Haiwa Jehovha, rerekai nzeve yenyu munzwe!+ Haiwa Jehovha, svinurai maziso enyu muone!+ Inzwai mashoko ese atumirwa naSaniheribhi kuti ashore Mwari mupenyu.+
15 Kubva zvino maziso angu achange achiona, nzeve dzangu dzichiteerera munyengetero unopiwa panzvimbo ino.+
9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+
17 Haiwa Jehovha, rerekai nzeve yenyu munzwe!+ Haiwa Jehovha, svinurai maziso enyu muone!+ Inzwai mashoko ese atumirwa naSaniheribhi kuti ashore Mwari mupenyu.+