-
Dheuteronomi 16:14, 15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Fara panguva yemutambo wako,+ iwe nemwanakomana wako, mwanasikana wako, murandarume wako, murandakadzi wako, muRevhi, mutorwa, nherera, nechirikadzi, vari mukati memaguta ako. 15 Kwemazuva manomwe uchaitira Jehovha Mwari wako mutambo+ munzvimbo inosarudzwa naJehovha, nekuti Jehovha Mwari wako achakomborera zvibereko zvako zvese uye zvese zvaunoita,+ uye uchafara kwazvo.+
-