Genesisi 49:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Bhenjamini+ acharamba achibvambura mhuka semhumhi.+ Mangwanani achadya mhuka yaabata, uye manheru achagova zvaanenge apamba.”+ 1 Samueri 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Sauro akabva apindura kuti: “Handisi muBhenjamini wedzinza diki pamadzinza aIsraeri+ here, uye mhuri yangu haisi iyo isingatombokoshi pamhuri dzese dzedzinza raBhenjamini here? Saka nei mataura mashoko iwayo kwandiri?”
27 “Bhenjamini+ acharamba achibvambura mhuka semhumhi.+ Mangwanani achadya mhuka yaabata, uye manheru achagova zvaanenge apamba.”+
21 Sauro akabva apindura kuti: “Handisi muBhenjamini wedzinza diki pamadzinza aIsraeri+ here, uye mhuri yangu haisi iyo isingatombokoshi pamhuri dzese dzedzinza raBhenjamini here? Saka nei mataura mashoko iwayo kwandiri?”