Esteri 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti kana ukaramba wakanyarara panguva ino, kubatsirwa nekununurwa kuchauya kuvaJudha kuchibva kumwe,+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Uye ndiani anoziva kana wakava mambokadzi nekuda kwenguva yakaita seino?”+
14 Nekuti kana ukaramba wakanyarara panguva ino, kubatsirwa nekununurwa kuchauya kuvaJudha kuchibva kumwe,+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Uye ndiani anoziva kana wakava mambokadzi nekuda kwenguva yakaita seino?”+