-
Esteri 2:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Kwaiva nemumwe murume wechiJudha aiva munhare yeShushani+ ainzi Modhekai+ mwanakomana waJairi mwanakomana waShimei mwanakomana waKishi, muBhenjamini,+ 6 uyo akanga atapwa kubva kuJerusarema nevanhu vakabudiswa munyika pamwe chete naMambo Jekoniya*+ weJudha, uyo akatapwa naMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi.
-