Esteri 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mambo akada Esteri kupfuura vamwe vakadzi vese, uye Esteri akawana nyasha kwaari uye akafarirwa kupfuura dzimwe mhandara dzese. Saka mambo akamuisa jira reumambo* mumusoro, akamuita mambokadzi+ panzvimbo paVhashti.+
17 Mambo akada Esteri kupfuura vamwe vakadzi vese, uye Esteri akawana nyasha kwaari uye akafarirwa kupfuura dzimwe mhandara dzese. Saka mambo akamuisa jira reumambo* mumusoro, akamuita mambokadzi+ panzvimbo paVhashti.+