Pisarema 139:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kudai ndaikwira kudenga, munenge muriko,Kudai ndaiwaridza mubhedha wangu muGuva,* onai! munenge murimo.+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
8 Kudai ndaikwira kudenga, munenge muriko,Kudai ndaiwaridza mubhedha wangu muGuva,* onai! munenge murimo.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+