RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 92:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Chokwadi mabasa enyu makuru, Jehovha!+

      Pfungwa dzenyu dzakadzama kwazvo!+

  • Muparidzi 3:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Iye akaita zvinhu zvese zvakanaka* panguva yazvo.+ Akatoisa nguva isingagumi mumwoyo mavo; kunyange zvakadaro, vanhu havafi vakanzwisisa basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.

  • Isaya 55:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 “Nekuti sekukwirira kwakaita denga kupfuura nyika,

      Nzira dzangu dzakakwirirawo kupfuura nzira dzenyu,

      Uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe