-
Jakobho 1:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Munhu paanenge achiedzwa ngaarege kuti: “Ndiri kuedzwa naMwari.” Nekuti hapana angaedza Mwari nezvinhu zvakaipa, uye iye haaedzi munhu.
-