Muparidzi 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iye akaita zvinhu zvese zvakanaka* panguva yazvo.+ Akatoisa nguva isingagumi mumwoyo mavo; kunyange zvakadaro, vanhu havafi vakanzwisisa basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira. Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
11 Iye akaita zvinhu zvese zvakanaka* panguva yazvo.+ Akatoisa nguva isingagumi mumwoyo mavo; kunyange zvakadaro, vanhu havafi vakanzwisisa basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+