Pisarema 111:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mabasa aJehovha makuru;+ ד [Daleth] Anoongororwa nevanhu vese vanoafarira.+ Pisarema 145:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vachataura nezvekubwinya kunoshamisa kweukuru hwenyu+Uye ndichafungisisa mabasa enyu anoshamisa.