Revhitiko 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+ Hosiya 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Handizoratidzi kutsamwa kwangu kukuru. Handizoparadzizve Efremu,+Nekuti handisi munhu asi ndiri Mwari,Iye Mutsvene ari pakati pako;Uye handizouyi kwauri ndakashatirwa.
2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+
9 Handizoratidzi kutsamwa kwangu kukuru. Handizoparadzizve Efremu,+Nekuti handisi munhu asi ndiri Mwari,Iye Mutsvene ari pakati pako;Uye handizouyi kwauri ndakashatirwa.