RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Ava mangwanani, vatungamiriri vevapristi vese nevakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+ 2 Vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa mumaoko aPirato.+

  • Ruka 23:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi vatungamiriri vevapristi nevanyori vakaramba vachisimuka, vachimupomera zvakasimba. 11 Herodhi pamwe chete nevarwi vake vakabva vamubata zvakaipa,+ vakamupfekedza nguo yakanaka zviri zvekumutsvinyira,+ ndokuzomudzorera kuna Pirato.

  • Zvakazarurwa 19:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye ndakaona chikara nemadzimambo enyika nemauto awo vakaungana kuti varwe neuya akatasva bhiza neuto rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe