Pisarema 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Inzwaiwo chikumbiro changu chekuti nditongwe zvakarurama Jehovha;Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa;Teererai munyengetero wangu unotaurwa pasina kunyengera.+
17 Inzwaiwo chikumbiro changu chekuti nditongwe zvakarurama Jehovha;Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa;Teererai munyengetero wangu unotaurwa pasina kunyengera.+