Isaya 38:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndinoramba ndichirira senyenganyenga,* kana kuti sekadhimba;*+Ndinoramba ndichigururudza senjiva.+ Maziso angu anotarisa kumusoro akaneta, ndichiti:+ ‘Haiwa Jehovha, ndiri kunetseka chaizvo;Nditsigirei.’*+
14 Ndinoramba ndichirira senyenganyenga,* kana kuti sekadhimba;*+Ndinoramba ndichigururudza senjiva.+ Maziso angu anotarisa kumusoro akaneta, ndichiti:+ ‘Haiwa Jehovha, ndiri kunetseka chaizvo;Nditsigirei.’*+