Pisarema 43:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nei ndapererwa* netariro? Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+ 1 Petro 5:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+
5 Nei ndapererwa* netariro? Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+
6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+