Pisarema 37:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Isa nzira yako pana Jehovha;+Vimba naye, uye iye achagadzirisa zvinhu.+ Pisarema 68:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro wedu zuva nezuva,+Mwari wechokwadi weruponeso rwedu. (Sera) VaFiripi 4:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 7 uye rugare+ rwaMwari runopfuura kunzwisisa kwese ruchachengetedza mwoyo yenyu+ nepfungwa dzenyu kuburikidza naKristu Jesu.
19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro wedu zuva nezuva,+Mwari wechokwadi weruponeso rwedu. (Sera)
6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 7 uye rugare+ rwaMwari runopfuura kunzwisisa kwese ruchachengetedza mwoyo yenyu+ nepfungwa dzenyu kuburikidza naKristu Jesu.