Pisarema 16:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinoita kuti Jehovha agare ari pamberi pangu.+ Handizombozununguswi* nekuti ari kuruoko rwangu rwerudyi.+ Zvirevo 10:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Munhu akarurama haazombowisirwi pasi,+Asi vakaipa havazorambi vachigara panyika.+
8 Ndinoita kuti Jehovha agare ari pamberi pangu.+ Handizombozununguswi* nekuti ari kuruoko rwangu rwerudyi.+