RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 3:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye denga rakabva ravhurika,+ akaona mweya waMwari uchidzika wakaita senjiva uchiuya paari.+ 17 Ona! Inzwi rakabvawo kudenga+ rikati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa, wandafarira.”+

  • Mako 1:9-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Mumazuva iwayo Jesu akabva kuNazareta yeGarireya, akabhabhatidzwa muJodhani naJohani.+ 10 Achangobva kubuda mumvura, akaona denga richivhurika uye mweya uchidzika paari wakaita senjiva.+ 11 Uye inzwi rakabva kudenga richiti: “Ndiwe Mwanakomana wangu, anodiwa; ndakufarira.”+

  • VaRoma 1:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 asi akaziviswa nesimba seMwanakomana waMwari+ maererano nemweya mutsvene paakamutswa kuvakafa,+ iye Jesu Kristu Ishe wedu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe