Pisarema 48:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ Pisarema 132:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+