RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 74:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Yeukai vanhu vamakawana* kare kare,+

      Dzinza ramakadzikinura kuti rive nhaka yenyu.+

      Yeukai Gomo reZiyoni, nzvimbo yamanga muchigara.+

  • Pisarema 132:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+

      Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+

  • Pisarema 135:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Jehovha ngaarumbidzwe muZiyoni,+

      Iye anogara muJerusarema.+

      Rumbidzai Jah!+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe